[Other Songs by Mkhululi]
(Sung in Shona)

Ichokwadi mwari varipo
Ichokwadi mwari varipo
Ichokwadi mwari varipo
Ichokwadi mwari varipo (repeat)

Surely the presence of the Lord is here
Surely the presence of the Lord is here
Oh surely the Lord is here
Oh surely the Lord is here (repeat)

Chorus:
Usarambe kudaiira (Do not refuse to answer)
Usarambe kudaiira (Do not refuse to answer)
Kana Jesu ouya achidaidza iwe (When Jesus is calling you)
Kana Jesu ouya achidaidza iwe (When Jesus is calling you)(repeat)

(Knock Knock/Gogo goyi)

(Chorus)

**DANCE**

Ndinofarira Jesu nekuti anondiitira mushe(mushe)
(I like Jesus because he does good things to me)
Ndofarira Jesu nekuti anondiitira bho(bho)
(I like Jesus because he does grand things for me)
Ndofarira Jesu nekuti anondiitira zvose(zvose)
(I like Jesus because he does  everything for me)
Ndofarira Jesu nekuti anondiitira nice(aah nice)
(I like Jesus because he does nice things for me)
Anondiitira nice(nice),Anondiitira nice(nice)
Nice(nice),Nice(nice),Nice(nice)

(Chorus)

(Knock Knock/Gogogoi)

(Chorus)